MUNAMATO WEMANGWANANI | Mwari, ndiratidzei nzira yandinofanira kufamba nayo nhasi
Pane mangwanani aunomuka uchiziva kuti pane danho raunofanira kutora, asi moyo wako hauna chokwadi chekuti woenda kupi.
Basa? Mari? Mhuri? Ministry? Relationship? Chimwe chinhu chausingakwanisi kutsanangurira munhu?
Usamhanye nekuti uri kutya kusarudza zvisizvo. Tanga watsvaga Mwari.
โIn all thy ways acknowledge him, and he shall direct thy paths.โ
Proverbs 3:6, KJV
Mwari vanogona kukutungamirira kunyange nzira isati yanyatsooneka. Dzimwe nguva havakuratidzi danho rechishanu. Vanongokuratidza danho raunofanira kutora nhasi.
๐ Baba, tungamirirai pfungwa dzangu. Tungamirirai sarudzo dzangu. Vharai nzira dzisingabvi kwamuri. Ndivhurirei nzira yamunoda kuti ndifambe nayo. Ndipei moyo unonzwa inzwi renyu uye ushingi hwekuteerera.
๐ง TEERERA AUDIO PRAYER YEMANGWANANI. Tora maminitsi mashoma. Teerera prayer yacho uye utaure naMwari pamusoro pezvauri kutarisana nazvo nhasi.
๐ฒ BCICHURCH WhatsApp Channel:
https://bodyofchristinternationalchurch.org.zw/
#BCICHURCH #LeviMahemu #MunamatoWemangwanani #DivineDirection #NemotoZvinonaka
